News

Kunyange hupfumi hwenyika husina kugadzikana, kune vechidiki vari kuita mishando iri kubatsira nharaunda dzavanogara, zvinoratidza kuti kana vakapiwa mikana, vanokwanisa kusimudzira nyika munyaya ...
Kusungwa nekuda kupambwa kwevanhu pamberi pemusangano weSADC uri kuitirwa muHarare kuri kuenderera mberi. Izvi zviri kuuya kunyangwe paine kurudziro kubva kunyika dzakaita seAmerica yekuti hutongo ...
Vakawanda munyika vanoti 2024 igore range risina kumira zvakanaka sezvo bato reZanu PF raitonga nedemo ukuwo bato guru rinopikisa reCitizens Coalition for Change (CCC) rakaparara mushure mekunge ...
Sangano re Zimbabwe Olympics Committee rinoti riri kufara nemanhanyiro aita vamhanyi vemakwikwi e200 meters Makanakaishe Charamba naTapiwa Makarawu vanomhanya 200meters avo vakwanisa kuwamukana ...
Murongi mukuru wechirongwa chekugadzirisa gakava rakakonzerwa neGukurahundi, vari zvakare gweta guru renyika, Amai Virginia Mabhiza, vanoti vari kuita musangano nevatungamiri vemadzimambo neChipiri ...
Mumwe chiremba Doctor Tich Nyashanu vanoshanda nesangano reMubatirapamwe Trust rinobatsira vanoshandisa zvinodhaka vanoti zvakakosha kuti vabereki vatarise mararamiro ari kuita vana vavo sezvo ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaJoe Biden nhasi vataura kunyika yavo nezvedanho ravo rekuregedza kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika ichaitwa muna Mbudzi gore rino vakamirira bato ...
Zvichitevera kuda kuurayiwa kwevari kukwikwidza musarudzo yemutungamiri wenyika muAmerica, VaDonald Trump neMugovera kuPennsylvania kuAmerica, mukuru anoona nezvekuburitswa kwemashoko muMDC ...
Mapurisa edunhu reHurungwe kuMashonaland West anyima nhengo dzechikwata cheCitizens Movement chinotsigira bato reCCC riri kutungamirwa naVaJameson Timba mvumo yekuratidzira nekunosiya tsamba ...
Makurukota enyika nomwe dzakabudirira kana kuti Group of Seven (G7) vakurudzira Russia kuti itambire zviri kukurudzirwa neAmerica kuti imbomira kurwisana neUkraine. Vari mugungano reG7 vari kusangana ...
Musarudzo yemutungamiri wenyika yeAmerica, vari kumiririra bato reRepublican Party VaDonald Trump vakatatsurana nevari kumirira bato reDemocratic Party nhasi mangwanani panyaya yekubvisa nhumbu, ...
Vachitaura nebepanhau reHerald, mutauriri waVaMnangagwa VaGeorge Charamba vati kumucheto wemusangano uyu, VaMnangagwa vanenge vachitsvaga rutsigiro kuti Zimbabwe ive nhengo yeUnited Nations Security ...