News

Makurukota enyika nomwe dzakabudirira kana kuti Group of Seven (G7) vakurudzira Russia kuti itambire zviri kukurudzirwa neAmerica kuti imbomira kurwisana neUkraine. Vari mugungano reG7 vari kusangana ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica VaDonald Trump vanoti vatumira nhumwa kuRussia kunotaura nemutungamiri wenyika iyi, VaVladimir Putin nezve kumbomisa hondo kwemwedzi mumwe chete pakati penyika iyi ...
Mutungamiri wenyika yeAmerica achangobva kugadzwa, VaDondal Trump, vanoti vachadzinga vabvakure vasina magwaro ekugara muAmerica zviri pamutemo. VaTrump vagadzwa semutungamiri wenyika mushure ...
Mhirizhonga inonzi iri kuramba ichienderera mberi kuMozambique pamberi pekugadzwa kwaVaDaniel Chapo semutungamiri wenyika mangwana. Rimwe sangano rinoongorora mafambisirwo esarudzo reDecide Electoral ...
Zanu-PF yatangazve kuita misangano ichiti mutungamiri webato iri nenyika 7 VaEmmerson Mnangagwa varambe vachitungamira kunyangwe bumbiro remitemo richiti vanofanira kusiya basa muna 2028. Nyaya iyi ...
Vakawanda munyika vanoti 2024 igore range risina kumira zvakanaka sezvo bato reZanu PF raitonga nedemo ukuwo bato guru rinopikisa reCitizens Coalition for Change (CCC) rakaparara mushure mekunge ...
Mutauriri wemapurisa Commissioner Paul Nyathi vanoti mapurisa achiri kutsvaga mbavha dzakaba mari inosvika mamiriyoni mana kana kuti us$4 million mubhanga reEcobank muBulawayo nezuro. Commissioner ...
Musarudzo yemutungamiri wenyika yeAmerica, vari kumiririra bato reRepublican Party VaDonald Trump vakatatsurana nevari kumirira bato reDemocratic Party nhasi mangwanani panyaya yekubvisa nhumbu, ...
Mwanakomana wevaimbova mutungamiri nyika mushakabvu Robert Mugabe, Chatunga Bellarmine asungwa nhasi kuBeitbrdge achipomerwa mhosva yekurova mupurisa paroad block. Ari kunzi nebepanhau reNewsday ...
Gavhuna weMinnesota VaTim Walz vakasarudzwa kuva mutevedzeri wevari kutungamira bato reDemocratic Party musarudzo yemutungamiri wenyika, Amai Kamal Harris vagamuchira zviri pamutemo nhasi kusarudzwa ...
Kusungwa nekuda kupambwa kwevanhu pamberi pemusangano weSADC uri kuitirwa muHarare kuri kuenderera mberi. Izvi zviri kuuya kunyangwe paine kurudziro kubva kunyika dzakaita seAmerica yekuti hutongo ...
Sangano re Zimbabwe Olympics Committee rinoti riri kufara nemanhanyiro aita vamhanyi vemakwikwi e200 meters Makanakaishe Charamba naTapiwa Makarawu vanomhanya 200meters avo vakwanisa kuwamukana ...